1 Samueri 17:45 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 45 Dhavhidhi akapindura muFiristiya wacho achiti: “Uri kuuya kuzorwa neni nebakatwa nepfumo guru nediki,+ asi ini ndiri kuuya kuzorwa newe muzita raJehovha wemauto,+ Mwari weuto rakarongwa revaIsraeri wawashora.+ Jeremiya 17:7 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 7 Akakomborerwa munhu* anovimba naJehovha,Uyo anoisa tariro yake* muna Jehovha.+
45 Dhavhidhi akapindura muFiristiya wacho achiti: “Uri kuuya kuzorwa neni nebakatwa nepfumo guru nediki,+ asi ini ndiri kuuya kuzorwa newe muzita raJehovha wemauto,+ Mwari weuto rakarongwa revaIsraeri wawashora.+