Pisarema 34:8 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 8 Ravirai henyu muone kuti Jehovha akanaka;+Anofara murume anopotera kwaari. Pisarema 146:5 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 5 Anofara munhu ana Mwari waJakobho semubatsiri wake,+Anoisa tariro muna Jehovha Mwari wake,+ Isaya 26:3 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 3 Muchachengetedza vaya vanovimba nemi zvizere;*Muchaita kuti varambe vaine rugare,+Nekuti ivo vanovimba nemi.+
5 Anofara munhu ana Mwari waJakobho semubatsiri wake,+Anoisa tariro muna Jehovha Mwari wake,+ Isaya 26:3 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 3 Muchachengetedza vaya vanovimba nemi zvizere;*Muchaita kuti varambe vaine rugare,+Nekuti ivo vanovimba nemi.+
3 Muchachengetedza vaya vanovimba nemi zvizere;*Muchaita kuti varambe vaine rugare,+Nekuti ivo vanovimba nemi.+