-
Dheuteronomi 29:19, 20Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
19 “Asi kana mumwe munhu akanzwa mashoko emhiko iyi, ozvirumbidza mumwoyo make achiti, ‘Ndichava nerugare, kunyange ndikaramba ndichifamba nenzira yemwoyo wangu,’ achiparadza zvese* zviri munzira yake, 20 Jehovha haazodi kumuregerera.+ Asi hasha huru dzaJehovha dzichauya pamunhu iyeye, uye kutukwa kwese kwakanyorwa mubhuku rino kuchatouya paari,+ uye Jehovha achatodzima zita rake pasi pedenga.
-