Pisarema 42:5 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 5 Nei ndapererwa* netariro?+ Nei ndisina kugadzikana mukati mangu? Mirira Mwari,+Nekuti ndichamurumbidzazve seMuponesi wangu mukuru.+
5 Nei ndapererwa* netariro?+ Nei ndisina kugadzikana mukati mangu? Mirira Mwari,+Nekuti ndichamurumbidzazve seMuponesi wangu mukuru.+