Pisarema 42:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Nei wapererwa netariro, haiwa mweya wangu,+Nei usina kugadzikana mukati mangu?+Mirira Mwari,+Nokuti ndichamurumbidza soruponeso rwangu rukuru.+ Mapisarema Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 42:5 Nharireyomurindi,1/15/1995, p. 19
5 Nei wapererwa netariro, haiwa mweya wangu,+Nei usina kugadzikana mukati mangu?+Mirira Mwari,+Nokuti ndichamurumbidza soruponeso rwangu rukuru.+