Pisarema 77:20 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 20 Makatungamirira vanhu venyu semakwai,+Vari mumaoko aMozisi naAroni.+ Pisarema 105:37 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 37 Akabudisa vanhu vake vaine sirivha negoridhe;+Uye pamadzinza ake hapana munhu akagumburwa achifamba.
37 Akabudisa vanhu vake vaine sirivha negoridhe;+Uye pamadzinza ake hapana munhu akagumburwa achifamba.