Eksodho 32:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 32 Vanhu pavakaona kuti Mozisi akanga achinonoka kuburuka mugomo,+ vakaunganira Aroni, vakati kwaari: “Simuka utigadzirire mwari achatitungamirira,+ nekuti hatizivi kuti chii chakaitika kuna Mozisi uyu, murume uya akatibudisa munyika yeIjipiti.” Dheuteronomi 32:15 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 15 Jeshuruni* paakanga akora, akakava zvekuratidza kupanduka. Wakora, wasimba, uye wafuta.+ Saka akasiya Mwari akamusika,+Akazvidza Dombo reruponeso rwake.
32 Vanhu pavakaona kuti Mozisi akanga achinonoka kuburuka mugomo,+ vakaunganira Aroni, vakati kwaari: “Simuka utigadzirire mwari achatitungamirira,+ nekuti hatizivi kuti chii chakaitika kuna Mozisi uyu, murume uya akatibudisa munyika yeIjipiti.”
15 Jeshuruni* paakanga akora, akakava zvekuratidza kupanduka. Wakora, wasimba, uye wafuta.+ Saka akasiya Mwari akamusika,+Akazvidza Dombo reruponeso rwake.