-
Nehemiya 9:25Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
25 Vakatora maguta akakomberedzwa nemasvingo,+ nyika yakaorera,+ dzimba dzakazara nezvinhu zvakanaka zvakasiyana-siyana, migodhi yemvura yakatocherwa kare, minda yemizambiringa, minda yemiorivhi,+ nemiti yakawanda yemichero. Saka vakadya, vakaguta, vakakora, uye vaifara chaizvo nekuda kwekunaka kwenyu kukuru.
-