Pisarema 34:6 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 6 Akaderera uyu akashevedza, uye Jehovha akazvinzwa. Akamununura mukutambudzika kwake kwese.+ Isaya 66:2 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 2 “Ruoko rwangu ndirwo rwakagadzira zvinhu zvese izvi,Uye uku ndiko kuvapo kwazvakaita,” ndizvo zvinotaurwa naJehovha.+ “Saka ndichatarisa kumunhu uyu,Kuna iye anozvininipisa neakasuruvara uyo anodedereswa neshoko* rangu.+
2 “Ruoko rwangu ndirwo rwakagadzira zvinhu zvese izvi,Uye uku ndiko kuvapo kwazvakaita,” ndizvo zvinotaurwa naJehovha.+ “Saka ndichatarisa kumunhu uyu,Kuna iye anozvininipisa neakasuruvara uyo anodedereswa neshoko* rangu.+