Pisarema 10:4 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 4 Nekuzvikudza kwake, munhu akaipa haaedzi kuongorora zvinhu;Mupfungwa dzake anongoti: “Hakuna Mwari.”+ Pisarema 54:3 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 3 Nekuti vatorwa vari kundipandukira,Uye varume vane utsinye vari kutsvaga upenyu hwangu.*+ Havatombofungi nezvaMwari.+ (Sera)
4 Nekuzvikudza kwake, munhu akaipa haaedzi kuongorora zvinhu;Mupfungwa dzake anongoti: “Hakuna Mwari.”+
3 Nekuti vatorwa vari kundipandukira,Uye varume vane utsinye vari kutsvaga upenyu hwangu.*+ Havatombofungi nezvaMwari.+ (Sera)