Mabasa 13:22 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 22 Paakamubvisa, akasarudza Dhavhidhi kuti ave mambo,+ uya waakapupura nezvake achiti: ‘Ndawana Dhavhidhi mwanakomana waJese,+ munhu anodiwa nemwoyo wangu;+ achaita zvinhu zvese zvandinoda.’
22 Paakamubvisa, akasarudza Dhavhidhi kuti ave mambo,+ uya waakapupura nezvake achiti: ‘Ndawana Dhavhidhi mwanakomana waJese,+ munhu anodiwa nemwoyo wangu;+ achaita zvinhu zvese zvandinoda.’