-
1 Samueri 16:12, 13Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
12 Saka akaita kuti anoshevedzwa uye akabva auya. Akanga ari mutsvuku, aine maziso akanaka, aine chimiro chakanaka.+ Jehovha akabva ati: “Simuka umuzodze, nekuti uyu ndiye munhu wacho!”+ 13 Saka Samueri akatora nyanga yemafuta,+ akamuzodza vakoma vake varipo. Mweya waJehovha wakatanga kupa Dhavhidhi simba kubva pazuva iroro zvichienda mberi.+ Gare gare Samueri akasimuka, akaenda kuRama.+
-