Isaya 44:9 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 9 Vese vanogadzira mifananidzo yakavezwa havasi chinhu,Uye zvinhu zvavo zvavanoda hazvizobatsiri.+ Sezvapupu zvavo, haina* zvainoona uye haina chainoziva,+Saka vaya vakaigadzira vachanyadziswa.+
9 Vese vanogadzira mifananidzo yakavezwa havasi chinhu,Uye zvinhu zvavo zvavanoda hazvizobatsiri.+ Sezvapupu zvavo, haina* zvainoona uye haina chainoziva,+Saka vaya vakaigadzira vachanyadziswa.+