Isaya 44:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Vagadziri vomufananidzo wakavezwa vose zvavo havasi vechokwadi,+ zvavanoda hazvizobatsiri;+ uye havana chavanoona uye havana chavanoziva+ kufanana nezvapupu zvavo, kuti vanyadziswe.+ Isaya Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 44:9 Uprofita hwaIsaya II, p. 66
9 Vagadziri vomufananidzo wakavezwa vose zvavo havasi vechokwadi,+ zvavanoda hazvizobatsiri;+ uye havana chavanoona uye havana chavanoziva+ kufanana nezvapupu zvavo, kuti vanyadziswe.+