Pisarema 18:28 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 28 Nekuti ndimi munobatidza rambi rangu, haiwa Jehovha,Mwari wangu anondivhenekera pandinenge ndiri murima.+ 1 Petro 2:9 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 9 Asi imi muri “vanhu vakasarudzwa, vapristi uye madzimambo, rudzi rutsvene,+ vanhu vake vaanokoshesa,+ kuti muzivise kwese kwese kunaka kukuru”*+ kwaiye akakudanai kubva murima, akakupinzai muchiedza chake chinoshamisa.+
28 Nekuti ndimi munobatidza rambi rangu, haiwa Jehovha,Mwari wangu anondivhenekera pandinenge ndiri murima.+
9 Asi imi muri “vanhu vakasarudzwa, vapristi uye madzimambo, rudzi rutsvene,+ vanhu vake vaanokoshesa,+ kuti muzivise kwese kwese kunaka kukuru”*+ kwaiye akakudanai kubva murima, akakupinzai muchiedza chake chinoshamisa.+