Isaya 48:17 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 17 Zvanzi naJehovha, Mudzikinuri wako, Mutsvene waIsraeri:+ “Ini, Jehovha, ndini Mwari wako,Iye anokudzidzisa zvinokubatsira,*+Iye anokutungamirira munzira yaunofanira kufamba nayo.+ Johani 6:45 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 45 Muzvinyorwa zveVaprofita makanzi: ‘Vese vachadzidziswa naJehovha.’*+ Munhu wese anoteerera Baba odzidza, anouya kwandiri. Jakobho 1:5 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 5 Saka kana mumwe wenyu asina uchenjeri, ngaarambe achikumbira Mwari+ uye achahupiwa,+ nekuti iye anopa munhu wese nemwoyo wese, asingazvidzi.*+
17 Zvanzi naJehovha, Mudzikinuri wako, Mutsvene waIsraeri:+ “Ini, Jehovha, ndini Mwari wako,Iye anokudzidzisa zvinokubatsira,*+Iye anokutungamirira munzira yaunofanira kufamba nayo.+
45 Muzvinyorwa zveVaprofita makanzi: ‘Vese vachadzidziswa naJehovha.’*+ Munhu wese anoteerera Baba odzidza, anouya kwandiri.
5 Saka kana mumwe wenyu asina uchenjeri, ngaarambe achikumbira Mwari+ uye achahupiwa,+ nekuti iye anopa munhu wese nemwoyo wese, asingazvidzi.*+