Eksodho 34:6 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 6 Jehovha akanga achipfuura nepamberi pake achizivisa kuti: “Jehovha, Jehovha, Mwari ane ngoni+ netsitsi,*+ anononoka kutsamwa+ uye azere nerudo rusingachinji,*+ nechokwadi,*+ Pisarema 86:5 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 5 Nekuti makanaka+ uye makagadzirira kukanganwira,+ haiwa Jehovha;Rudo rwenyu rusingachinji kune vese vanodana kwamuri rwakakura.+
6 Jehovha akanga achipfuura nepamberi pake achizivisa kuti: “Jehovha, Jehovha, Mwari ane ngoni+ netsitsi,*+ anononoka kutsamwa+ uye azere nerudo rusingachinji,*+ nechokwadi,*+
5 Nekuti makanaka+ uye makagadzirira kukanganwira,+ haiwa Jehovha;Rudo rwenyu rusingachinji kune vese vanodana kwamuri rwakakura.+