Pisarema 19:8 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 8 Mirayiro inobva kuna Jehovha yakarurama, inoita kuti mwoyo ufare;+Murayiro waJehovha wakachena, unoita kuti maziso apenye.+ Pisarema 119:129 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 129 Zviyeuchidzo zvenyu zvinoshamisa. Ndokusaka ndichizvichengeta.* Jeremiya 15:16 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 16 Mashoko enyu akawanikwa, ndikaadya;+Uye akaita kuti mwoyo wangu upembere uye ufare chaizvo,Nekuti ndiri kushevedzwa nezita renyu, haiwa Jehovha Mwari wemauto.
8 Mirayiro inobva kuna Jehovha yakarurama, inoita kuti mwoyo ufare;+Murayiro waJehovha wakachena, unoita kuti maziso apenye.+
16 Mashoko enyu akawanikwa, ndikaadya;+Uye akaita kuti mwoyo wangu upembere uye ufare chaizvo,Nekuti ndiri kushevedzwa nezita renyu, haiwa Jehovha Mwari wemauto.