Pisarema 19:9, 10 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 9 Kutya Jehovha+ kwakachena, kunoramba kuripo nekusingaperi. Mitongo yaJehovha ndeyechokwadi, yese yakarurama.+ 10 Inodiwa kupfuura goridhe,Kupfuura goridhe rakawanda rakanatswa,+Uye inotapira kupfuura uchi,+ uchi hunoyerera huchibva mumazinga. Pisarema 119:72 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 72 Mutemo wamakazivisa wakandinakira,+Kupfuura goridhe nesirivha zvakawanda.+ Zvirevo 3:13, 14 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 13 Anofara munhu anowana uchenjeri+Uye munhu anowana ungwaru;14 Kuhuwana kuri nani pane kuwana sirivha,Uye kuva nahwo* kuri nani pane kuva negoridhe.+
9 Kutya Jehovha+ kwakachena, kunoramba kuripo nekusingaperi. Mitongo yaJehovha ndeyechokwadi, yese yakarurama.+ 10 Inodiwa kupfuura goridhe,Kupfuura goridhe rakawanda rakanatswa,+Uye inotapira kupfuura uchi,+ uchi hunoyerera huchibva mumazinga.
13 Anofara munhu anowana uchenjeri+Uye munhu anowana ungwaru;14 Kuhuwana kuri nani pane kuwana sirivha,Uye kuva nahwo* kuri nani pane kuva negoridhe.+