RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Dheuteronomi 30:19
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 19 Ndinoti denga nenyika ngazvikupupurire nhasi kuti ndaisa upenyu nerufu pamberi pako, uye chikomborero nekutukwa;+ saka unofanira kusarudza upenyu kuti urarame,+ iwe nevana vako,+

  • Joshua 24:15
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 15 Kana muchiona sekuti zvakaipa kushumira Jehovha, zvisarudzirei nhasi wamuchashumira,+ vangava vanamwari vakashumirwa nemadzitateguru enyu mhiri kweRwizi*+ kana vanamwari vevaAmori vane nyika yamuri kugara.+ Asi ini neimba yangu, tichashumira Jehovha.”

  • Joshua 24:22
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 22 Saka Joshua akati kuvanhu: “Muri zvapupu zvenyu pachenyu kuti imi masarudza mega kushumira Jehovha.”+ Vakabva vati: “Tiri zvapupu.”

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe