-
Numeri 11:31Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
31 Jehovha akatuma mhepo ikasimuka ikatanga kuunza zvihuta kubva kugungwa ichiita kuti zvidonhe zvichipoteredza musasa,+ nzvimbo ingaita rwendo rwezuva rimwe chete kuenda uku uye rwendo rwezuva rimwe chete kune rimwe divi, zvakapoteredza musasa wese, uye zvakanga zvakawanda zvekuda kusvika makubhiti* maviri kubva pasi.
-
-
Jona 1:4Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
4 Jehovha akabva aunza mhepo huru mugungwa, zvekuti mugungwa makava nedutu rinotyisa uye ngarava yacho yakanga yava kuda kuparara.
-