-
Joshua 2:9, 10Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
9 Akati kuvarume vacho: “Ndinoziva kuti Jehovha achakupai nyika,+ uye tiri kukutyai.+ Vagari vese vemunyika vapera simba nemhaka yenyu,+ 10 nekuti takanzwa nezvekuomesa kwakaita Jehovha mvura yeGungwa Dzvuku pamberi penyu pamakabva kuIjipiti+ uye zvamakaita kumadzimambo maviri evaAmori, Sihoni+ naOgi,+ avo vamakaparadza mhiri* kwaJodhani.
-
-
Pisarema 66:6Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
Takafara nezvaakatiitira ipapo.+
-