-
Nehemiya 9:32Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
32 “Zvino imi Mwari wedu, Mwari mukuru, ane simba uye anoshamisa, uyo akachengeta sungano yake uye akaratidza rudo rusingachinji,+ musatora kutambudzika kwese kwakatiwira sekudiki, isu nemadzimambo edu, machinda edu,+ vapristi vedu,+ vaprofita vedu,+ madzitateguru edu, nevanhu venyu vese kubvira pamazuva emadzimambo eAsiriya+ kusvikira nhasi.
-