1 Samueri 3:3 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 3 Rambi raMwari+ rakanga risati radzimwa, uye Samueri akanga akarara mutemberi*+ yaJehovha, maiva neAreka yaMwari. 1 Makoronike 16:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 16 Saka vakapinda neAreka yaMwari wechokwadi, vakaiisa mutende rayakanga yadzikirwa naDhavhidhi;+ uye vakapa zvibayiro zvinopiswa nezvibayiro zverugare pamberi paMwari wechokwadi.+ Pisarema 28:2 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 2 Inzwai kuteterera kwangu pandinochemera kubatsirwa nemiNdichisimudzira maoko angu kuimba yemukati yenzvimbo yenyu tsvene.+
3 Rambi raMwari+ rakanga risati radzimwa, uye Samueri akanga akarara mutemberi*+ yaJehovha, maiva neAreka yaMwari.
16 Saka vakapinda neAreka yaMwari wechokwadi, vakaiisa mutende rayakanga yadzikirwa naDhavhidhi;+ uye vakapa zvibayiro zvinopiswa nezvibayiro zverugare pamberi paMwari wechokwadi.+
2 Inzwai kuteterera kwangu pandinochemera kubatsirwa nemiNdichisimudzira maoko angu kuimba yemukati yenzvimbo yenyu tsvene.+