Pisarema 37:39, 40 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 39 Ruponeso rwevakarurama runobva kuna Jehovha;+Ndiye nhare yavo munguva yekutambudzika.+ 40 Jehovha achavabatsira, ovanunura.+ Achavanunura pavanhu vakaipa, ovaponesa,Nekuti vanopotera kwaari.+ Pisarema 50:15 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 15 Ndishevedze panguva yekutambudzika.+ Ndichakununura, uye uchandikudza.”+
39 Ruponeso rwevakarurama runobva kuna Jehovha;+Ndiye nhare yavo munguva yekutambudzika.+ 40 Jehovha achavabatsira, ovanunura.+ Achavanunura pavanhu vakaipa, ovaponesa,Nekuti vanopotera kwaari.+