Pisarema 50:23 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 23 Munhu anopa kuonga sechibayiro chake ndiye anondikudza,+Uye kana ari uya anoramba ari munzira chaiyo,Ndichaita kuti aone ruponeso rwaMwari.”+ Pisarema 95:2 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 2 Ngatiendei pamberi pake* tichionga;+Ngatiimbei tichipembera nemufaro tichimurumbidza.
23 Munhu anopa kuonga sechibayiro chake ndiye anondikudza,+Uye kana ari uya anoramba ari munzira chaiyo,Ndichaita kuti aone ruponeso rwaMwari.”+