1 Samueri 3:3 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 3 Rambi raMwari+ rakanga risati radzimwa, uye Samueri akanga akarara mutemberi*+ yaJehovha, maiva neAreka yaMwari. 1 Makoronike 16:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 16 Saka vakapinda neAreka yaMwari wechokwadi, vakaiisa mutende rayakanga yadzikirwa naDhavhidhi;+ uye vakapa zvibayiro zvinopiswa nezvibayiro zverugare pamberi paMwari wechokwadi.+ Pisarema 27:4 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 4 Chinhu chimwe chete chandakakumbira Jehovha,Ndicho chandichatsvaga,Kuti ndigare mumba maJehovha mazuva ese eupenyu hwangu,+Kuti ndirambe ndakatarisa kufadza kwaJehovhaUye kuti nditarise temberi yake* ndichionga.*+
3 Rambi raMwari+ rakanga risati radzimwa, uye Samueri akanga akarara mutemberi*+ yaJehovha, maiva neAreka yaMwari.
16 Saka vakapinda neAreka yaMwari wechokwadi, vakaiisa mutende rayakanga yadzikirwa naDhavhidhi;+ uye vakapa zvibayiro zvinopiswa nezvibayiro zverugare pamberi paMwari wechokwadi.+
4 Chinhu chimwe chete chandakakumbira Jehovha,Ndicho chandichatsvaga,Kuti ndigare mumba maJehovha mazuva ese eupenyu hwangu,+Kuti ndirambe ndakatarisa kufadza kwaJehovhaUye kuti nditarise temberi yake* ndichionga.*+