Pisarema 2:9 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 9 Uchaaputsa netsvimbo yeumambo yesimbi,+Uye uchaapwanya semudziyo wakaumbwa.”+ 2 VaTesaronika 1:7, 8 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 7 Asi imi muri kutambudzika muchazorodzwa pamwe chete nesu pacharatidzwa Ishe Jesu+ achibva kudenga aine ngirozi dzake dzine simba+ 8 ari murimi remoto, achitsiva vaya vasingazivi Mwari nevaya vasingateereri mashoko akanaka pamusoro paShe wedu Jesu.+
7 Asi imi muri kutambudzika muchazorodzwa pamwe chete nesu pacharatidzwa Ishe Jesu+ achibva kudenga aine ngirozi dzake dzine simba+ 8 ari murimi remoto, achitsiva vaya vasingazivi Mwari nevaya vasingateereri mashoko akanaka pamusoro paShe wedu Jesu.+