Pisarema 39:5 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 5 Chokwadi, makaita kuti mazuva angu angova mashomanana;+Uye upenyu hwangu hachisi chinhu pamberi penyu.+ Chokwadi munhu wese, kunyange achiita seakachengeteka, anongova mhepowo zvayo inofemwa.+ (Sera) Jakobho 1:11 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 11 Sezvinoita zuva rinobuda richipisa rosvavisa zvinomera, maruva azvo odonha, zvosara zvisingayevedzi, mupfumi achapararawo ari mushishi kutsvaga pfuma.+
5 Chokwadi, makaita kuti mazuva angu angova mashomanana;+Uye upenyu hwangu hachisi chinhu pamberi penyu.+ Chokwadi munhu wese, kunyange achiita seakachengeteka, anongova mhepowo zvayo inofemwa.+ (Sera)
11 Sezvinoita zuva rinobuda richipisa rosvavisa zvinomera, maruva azvo odonha, zvosara zvisingayevedzi, mupfumi achapararawo ari mushishi kutsvaga pfuma.+