Dheuteronomi 23:21 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 21 “Kana ukaita mhiko kuna Jehovha Mwari wako,+ usanonoka kuiripa.+ Nekuti Jehovha Mwari wako anotoda kuti uiripe; ukasadaro, unenge waita chivi.+ Pisarema 76:11 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 11 Itai mhiko dzenyu kuna Jehovha Mwari wenyu, moita zvamunenge mapika,+Vese vakamupoteredza ngavauye nechipo chavo vachitya.+ Muparidzi 5:4 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 4 Pese paunoita mhiko kuna Mwari, usanonoka kuiripa,+ nekuti haafariri mapenzi.+ Ripa zvaunenge wapika.+
21 “Kana ukaita mhiko kuna Jehovha Mwari wako,+ usanonoka kuiripa.+ Nekuti Jehovha Mwari wako anotoda kuti uiripe; ukasadaro, unenge waita chivi.+
11 Itai mhiko dzenyu kuna Jehovha Mwari wenyu, moita zvamunenge mapika,+Vese vakamupoteredza ngavauye nechipo chavo vachitya.+
4 Pese paunoita mhiko kuna Mwari, usanonoka kuiripa,+ nekuti haafariri mapenzi.+ Ripa zvaunenge wapika.+