RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 39:1
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 39 Ndakati: “Ndichachengetedza nhanho dzangu

      Kuti ndirege kutadza nerurimi rwangu.+

      Ndichachengetedza muromo wangu nematomu+

      Chero bedzi munhu akaipa ari pamberi pangu.”

  • Zvirevo 17:27
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 27 Munhu ane ruzivo anodzora mashoko ake,+

      Uye munhu ane ungwaru acharamba akadzikama.+

  • Zvirevo 21:23
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 23 Munhu anochengetedza muromo wake nerurimi rwake

      Anozvidzivirira* pamatambudziko.+

  • Jakobho 1:19
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 19 Zivai izvi hama dzangu dzinodiwa: Munhu wese anofanira kukurumidza kuteerera, kunonoka kutaura,+ uye kunonoka kutsamwa,+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe