Zvirevo 10:19 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 19 Kana mashoko akawanda, kukanganisa hakushayikwi,+Asi munhu wese anobata muromo wake akangwara.+ Jakobho 1:19 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 19 Zivai izvi hama dzangu dzinodiwa: Munhu wese anofanira kukurumidza kuteerera, kunonoka kutaura,+ uye kunonoka kutsamwa,+
19 Zivai izvi hama dzangu dzinodiwa: Munhu wese anofanira kukurumidza kuteerera, kunonoka kutaura,+ uye kunonoka kutsamwa,+