RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Zvirevo 11:2
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    •  2 Kana kuzvikudza kukavapo, kunyadziswa kunobva kwatevera,+

      Asi vane mwero ndivo vane uchenjeri.+

  • Zvirevo 24:6
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    •  6 Kutungamirira kweunyanzvi* kuchaita kuti urwe hondo yako,+

      Uye kana vanopa mazano vakawanda panova nekukunda.*+

  • Mabasa 15:5, 6
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 5 Asi vamwe vaimbova veboka revaFarisi avo vakanga vava vatendi, vakasimuka vakati: “Vanofanira kuchecheudzwa uye kurayirwa kuti vachengete Mutemo waMozisi.”+

      6 Saka vaapostora nevakuru vakaungana kuti vaongorore nyaya iyi.

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe