Zvirevo 11:14 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 14 Kana pasina kutungamirira kweunyanzvi,* vanhu vanowa,Asi panova nekubudirira* kana vanopa mazano vakawanda.+ Zvirevo 13:10 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 10 Kuzvikudza kunongoita kuti papedzisire pava nekukakavadzana,+Asi uchenjeri ndehwevaya vanotsvaga mazano.*+ Zvirevo 15:22 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 22 Zvirongwa zvinokundikana kana pasina kubvunza vamwe,*Asi kana vanhu vanopa mazano vakawanda zvinhu zvinobudirira.+ Mabasa 15:5, 6 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 5 Asi vamwe vaimbova veboka revaFarisi avo vakanga vava vatendi, vakasimuka vakati: “Vanofanira kuchecheudzwa uye kurayirwa kuti vachengete Mutemo waMozisi.”+ 6 Saka vaapostora nevakuru vakaungana kuti vaongorore nyaya iyi.
14 Kana pasina kutungamirira kweunyanzvi,* vanhu vanowa,Asi panova nekubudirira* kana vanopa mazano vakawanda.+
10 Kuzvikudza kunongoita kuti papedzisire pava nekukakavadzana,+Asi uchenjeri ndehwevaya vanotsvaga mazano.*+
22 Zvirongwa zvinokundikana kana pasina kubvunza vamwe,*Asi kana vanhu vanopa mazano vakawanda zvinhu zvinobudirira.+
5 Asi vamwe vaimbova veboka revaFarisi avo vakanga vava vatendi, vakasimuka vakati: “Vanofanira kuchecheudzwa uye kurayirwa kuti vachengete Mutemo waMozisi.”+ 6 Saka vaapostora nevakuru vakaungana kuti vaongorore nyaya iyi.