Zvirevo 9:7 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 7 Munhu anoruramisa museki anozviunzira ruzvidzo,+Uye wese anotsiura munhu akaipa acharwadziswa. Johani 3:20 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 20 Nekuti munhu wese anoita zvakaipa anovenga chiedza uye haauyi kuchiedza, kuti mabasa ake arege kubudiswa pachena.* Johani 7:7 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 7 Nyika haina chikonzero chekukuvengai, asi inondivenga, nekuti ndinopupura nezvayo kuti mabasa ayo akaipa.+
20 Nekuti munhu wese anoita zvakaipa anovenga chiedza uye haauyi kuchiedza, kuti mabasa ake arege kubudiswa pachena.*
7 Nyika haina chikonzero chekukuvengai, asi inondivenga, nekuti ndinopupura nezvayo kuti mabasa ayo akaipa.+