Pisarema 34:15, 16 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 15 Maziso aJehovha ari pane vakarurama,+Uye nzeve dzake dzinonzwa kuchema kwavo vachida kubatsirwa.+ פ [Pe] 16 Asi chiso chaJehovha chinovenga vaya vanoita zvakaipa,Achiita kuti vasazoyeukwa panyika zvachose.+ Pisarema 138:6 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 6 Kunyange zvazvo Jehovha akakwirira, anocherechedza vanozvininipisa,+Asi vanozvikudza anongovaziva vari kure.+ Pisarema 145:19 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 19 Anogutsa zvido zvevaya vanomutya;+Anonzwa kuchemera kwavo kubatsirwa, uye anovanunura.+ Johani 9:31 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 31 Tinoziva kuti Mwari haateereri vatadzi,+ asi kana munhu achitya Mwari uye achiita kuda kwake, anomuteerera.+
15 Maziso aJehovha ari pane vakarurama,+Uye nzeve dzake dzinonzwa kuchema kwavo vachida kubatsirwa.+ פ [Pe] 16 Asi chiso chaJehovha chinovenga vaya vanoita zvakaipa,Achiita kuti vasazoyeukwa panyika zvachose.+
6 Kunyange zvazvo Jehovha akakwirira, anocherechedza vanozvininipisa,+Asi vanozvikudza anongovaziva vari kure.+
31 Tinoziva kuti Mwari haateereri vatadzi,+ asi kana munhu achitya Mwari uye achiita kuda kwake, anomuteerera.+