RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Mateu 15:18
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 18 Asi zvinhu zvese zvinobuda mumuromo zvinobva mumwoyo, uye zvinhu izvozvo ndizvo zvinosvibisa munhu.+

  • VaEfeso 4:29
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 29 Shoko rakaora ngarirege kubuda mumuromo menyu,+ asi shoko rakanaka rinovaka panguva yakakodzera, kuti vanonzwa vabatsirwe.+

  • Jakobho 3:6
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 6 Rurimi runotovawo moto.+ Panhengo dzemiviri yedu, rurimi rwakafanana nenyika izere nezvakaipa, nekuti runosvibisa muviri wese,+ rwopisa upenyu hwese hwemunhu, irwo rwopiswa nemoto muGehena.*

  • Jakobho 3:9
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 9 Tinorushandisa kurumbidza Baba vedu Jehovha* asi tichirushandisawo kutuka vanhu vakasikwa “vakafanana naMwari.”+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe