-
Jakobho 2:2, 3Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
2 Nekuti kana munhu ane marin’i egoridhe paminwe yake uye ane zvipfeko zvakanaka kwazvo akauya pamunenge makaungana, uye murombo akapfeka zvine tsvina akauyawo, 3 munofarira uya akapfeka zvipfeko zvakanaka kwazvo here moti kwaari: “Gara apa panzvimbo yakanaka,” asi moti kumurombo: “Iwe ramba wakamira,” kana kuti: “Gara apo pedyo nechitsiko chetsoka dzangu”?+
-