Pisarema 34:9 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 9 Ityai Jehovha, imi mese vatsvene vake,Nekuti vaya vanomutya havana chavanoshayiwa.+ Zvirevo 18:12 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 12 Mwoyo wemunhu ane manyawi unoita kuti awe,+Uye kuzvininipisa kunotanga, kukudzwa kwozotevera.+