Pisarema 37:29 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 29 Vakarurama vachagara nhaka yenyika,+Uye vachagara mairi nekusingaperi.+ Mateu 7:21 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 21 “Haasi munhu wese anoti kwandiri, ‘Ishe, Ishe,’ achapinda muUmambo hwekudenga, asi uya chete anoita kuda kwaBaba vangu vari kudenga.+ Johani 6:40 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 40 Nekuti uku ndiko kuda kwaBaba vangu, kuti munhu wese anobvuma Mwanakomana otenda maari ave neupenyu husingaperi,+ uye ini ndichamumutsa+ pazuva rekupedzisira.”
21 “Haasi munhu wese anoti kwandiri, ‘Ishe, Ishe,’ achapinda muUmambo hwekudenga, asi uya chete anoita kuda kwaBaba vangu vari kudenga.+
40 Nekuti uku ndiko kuda kwaBaba vangu, kuti munhu wese anobvuma Mwanakomana otenda maari ave neupenyu husingaperi,+ uye ini ndichamumutsa+ pazuva rekupedzisira.”