2 Samueri 12:7 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 7 Natani akabva ati kuna Dhavhidhi: “Ndimi munhu wacho! Zvanzi naJehovha Mwari waIsraeri: ‘Ndakakuzodza kuti uve mambo waIsraeri,+ uye ndakakununura muruoko rwaSauro.+ 2 Samueri 12:9 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 9 Wakaitirei zvakaipa pamberi paJehovha uchizvidza shoko rake? Wakauraya Uriya muHiti nebakatwa!+ Wakabva watora mudzimai wake kuti ave mudzimai wako,+ pashure pekunge wamuuraya nebakatwa revaAmoni.+ Pisarema 141:5 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 5 Kana munhu akarurama akandirova, kunenge kuri kundiratidza mutsa;*+Kana akanditsiura, zvakafanana nemafuta mumusoro wangu,+Uye musoro wangu haumboarambi.+ Ndicharamba ndichinyengetera kunyange munguva yekutambudzika kwavo. Zvakazarurwa 3:19 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 19 “‘Vese vandinoda ndinovatsiura uye ndinovaranga.+ Saka pfidza zvivi zvako ushumire uchishingaira.+
7 Natani akabva ati kuna Dhavhidhi: “Ndimi munhu wacho! Zvanzi naJehovha Mwari waIsraeri: ‘Ndakakuzodza kuti uve mambo waIsraeri,+ uye ndakakununura muruoko rwaSauro.+
9 Wakaitirei zvakaipa pamberi paJehovha uchizvidza shoko rake? Wakauraya Uriya muHiti nebakatwa!+ Wakabva watora mudzimai wake kuti ave mudzimai wako,+ pashure pekunge wamuuraya nebakatwa revaAmoni.+
5 Kana munhu akarurama akandirova, kunenge kuri kundiratidza mutsa;*+Kana akanditsiura, zvakafanana nemafuta mumusoro wangu,+Uye musoro wangu haumboarambi.+ Ndicharamba ndichinyengetera kunyange munguva yekutambudzika kwavo.
19 “‘Vese vandinoda ndinovatsiura uye ndinovaranga.+ Saka pfidza zvivi zvako ushumire uchishingaira.+