Pisarema 73:12 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 12 Ava ndivo vakaipa, vasina kana zvinombovanetsa.+ Vanoramba vachiwedzera pfuma yavo.+ Pisarema 73:18 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 18 Chokwadi munovaisa panotsvedza.+ Munoita kuti vadonhe voparara.+ 1 VaTesaronika 5:3 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 3 Pavanongoti, “Kwava nerunyararo uye hapana chichatiwana!” vachabva vangoparadzwa pakarepo vasingatarisiri,+ semauyiro anoita marwadzo emukadzi ane pamuviri ava kusununguka, uye havasi kuzopukunyuka. Zvakazarurwa 3:3 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 3 Saka ramba uchifunga* zvawakagamuchira nezvawakanzwa, woramba wakazvibatisisa, uye pfidza zvivi zvako.+ Chokwadi kana ukasamuka, ndichauya sembavha,+ uye hauzombozivi nguva yandichauya kwauri.+
3 Pavanongoti, “Kwava nerunyararo uye hapana chichatiwana!” vachabva vangoparadzwa pakarepo vasingatarisiri,+ semauyiro anoita marwadzo emukadzi ane pamuviri ava kusununguka, uye havasi kuzopukunyuka.
3 Saka ramba uchifunga* zvawakagamuchira nezvawakanzwa, woramba wakazvibatisisa, uye pfidza zvivi zvako.+ Chokwadi kana ukasamuka, ndichauya sembavha,+ uye hauzombozivi nguva yandichauya kwauri.+