RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 1 Samueri 24:12, 13
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 12 Jehovha ngaatonge pakati pangu nemi,+ uye Jehovha ngaakutsivei achiitira ini,+ asi ruoko rwangu harusi kuzokurwisai.+ 13 Pane chirevo chekare chekuti, ‘Zvakaipa zvinobva kune vakaipa,’ asi ini ruoko rwangu harusi kuzokurwisai.

  • 1 Samueri 26:8-10
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 8 Abhishai akabva ati kuna Dhavhidhi: “Nhasi Mwari aisa muvengi wenyu muruoko rwenyu.+ Ndapota, regai ndingomubayirira pasi nepfumo kamwe chete, hazvitombodi kuti ndibaye kaviri.” 9 Zvisinei, Dhavhidhi akati kuna Abhishai: “Usamubaya, nekuti ndiani angasimudza ruoko rwake kuti arwise muzodziwa waJehovha+ oramba asina mhosva?”+ 10 Dhavhidhi akaenderera mberi achiti: “Chokwadi naJehovha mupenyu, Jehovha achamuuraya ega,+ kana kuti zuva rake richasvika+ ofa, kana kuti achaenda kuhondo ofira ikoko.+

  • Pisarema 37:7
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    •  7 Ramba wakanyarara pamberi paJehovha,+

      Umumirire uchitarisira nemufaro.*

      Usatsamwiswa nemunhu

      Anobudirira pakuita zvinhu zvakaipa zvaakaronga.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe