Pisarema 10:4 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 4 Nekuzvikudza kwake, munhu akaipa haaedzi kuongorora zvinhu;Mupfungwa dzake anongoti: “Hakuna Mwari.”+ Pisarema 10:6 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 6 Anoti mumwoyo make: “Handisi kuzombozununguswa;*Kwezvizvarwa nezvizvarwaHandisi kuzoona dambudziko.”+
4 Nekuzvikudza kwake, munhu akaipa haaedzi kuongorora zvinhu;Mupfungwa dzake anongoti: “Hakuna Mwari.”+
6 Anoti mumwoyo make: “Handisi kuzombozununguswa;*Kwezvizvarwa nezvizvarwaHandisi kuzoona dambudziko.”+