Muparidzi 11:9 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 9 Fara hako, iwe jaya, uchiri mudiki, uye mwoyo wako ngaufare mumazuva eudiki hwako. Tevera nzira dzemwoyo wako uye enda kwaunotungamirirwa nemaziso ako; asi ziva kuti Mwari wechokwadi achakutongera zvinhu* zvese izvi.+
9 Fara hako, iwe jaya, uchiri mudiki, uye mwoyo wako ngaufare mumazuva eudiki hwako. Tevera nzira dzemwoyo wako uye enda kwaunotungamirirwa nemaziso ako; asi ziva kuti Mwari wechokwadi achakutongera zvinhu* zvese izvi.+