Pisarema 39:6 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 6 Chokwadi munhu wese anofamba-famba semumvuri. Anomhanya-mhanya* pasina. Anounganidza pfuma asi asingazivi kuti ndiani achaidya.+ Ruka 12:20 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 20 Asi Mwari akati kwaari, ‘Iwe benzi, usiku huno vachati vanoda upenyu hwako.* Saka zvinhu zvawakachengeta zvichava zvaani?’+
6 Chokwadi munhu wese anofamba-famba semumvuri. Anomhanya-mhanya* pasina. Anounganidza pfuma asi asingazivi kuti ndiani achaidya.+
20 Asi Mwari akati kwaari, ‘Iwe benzi, usiku huno vachati vanoda upenyu hwako.* Saka zvinhu zvawakachengeta zvichava zvaani?’+