RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 139:4
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    •  4 Pasati patombova neshoko parurimi rwangu,

      Onai! Imi Jehovha, munenge mava kutoriziva.+

  • Pisarema 139:6
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    •  6 Ruzivo rwakadaro handigoni kurunzwisisa.*

      Rwakanyanya kukwirira zvekuti handisviki pakuva narwo.*+

  • Pisarema 147:5
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    •  5 Ishe wedu mukuru uye ane simba guru;+

      Kunzwisisa kwake hakugoni kuyerwa.+

  • Isaya 55:9
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    •  9 “Nekuti sekukwirira kwakaita denga kupfuura nyika,

      Nzira dzangu dzakakwirirawo kupfuura nzira dzenyu,

      Uye kufunga kwangu kupfuura kufunga kwenyu.+

  • VaRoma 11:33
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 33 Chokwadi pfuma yaMwari neuchenjeri hwake neruzivo zvakadzama! Chokwadi mitongo yake haigoni kuongororwa uye nzira dzake hadzigoni kunzwisiswa!

  • 1 VaKorinde 2:16
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 16 Nekuti “ndiani akasvika pakuziva pfungwa dzaJehovha,* zvekuti angamurayiridza?”+ Asi isu tine pfungwa dzaKristu.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe