RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Isaya 43:9
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    •  9 Vanhu vese ngavaungane panzvimbo imwe chete,

      Uye marudzi ngaaungane.+

      Ndiani pakati pawo angataura izvi?

      Kana kuti iwo angaita kuti tinzwe zvinhu zvekutanga* here?+

      Ngaaunze zvapupu zvawo kuti aratidze kuti akarurama,

      Kana kuti ngaanzwe ati, ‘Ndicho chokwadi!’”+

  • Isaya 44:7
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    •  7 Ndiani aripo akaita seni?+

      Ngaashevedzere, azvitaure uye aratidze uchapupu hwacho kwandiri!+

      Sezvandakaita kubvira panguva yandakaita kuti pave nevanhu vekare kare,

      Ngavataure zvinhu zvichauya

      Nezvinhu zvichaitika.

  • Isaya 45:21
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 21 Taurai mashoko enyu nenyaya yenyu.

      Ngavarangane vakabatana.

      Ndiani akagara ataura izvi kare kare

      Uye akazvizivisa kubvira kare?

      Handisi ini here, Jehovha?

      Hakuna mumwe Mwari kunze kwangu;

      Mwari akarurama uye Muponesi,+ hakuna mumwe kunze kwangu.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe