Dheuteronomi 33:5 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 5 Uye akava* mambo muJeshuruni,*+Vakuru vevanhu pavakaungana pamwe chete,+Pamwe nemadzinza ese aIsraeri.+ Isaya 33:22 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 22 Nekuti Jehovha ndiye Mutongi wedu,+Jehovha ndiye Anotipa Mutemo,+Jehovha ndiye Mambo wedu;+Ndiye achatiponesa.+
5 Uye akava* mambo muJeshuruni,*+Vakuru vevanhu pavakaungana pamwe chete,+Pamwe nemadzinza ese aIsraeri.+
22 Nekuti Jehovha ndiye Mutongi wedu,+Jehovha ndiye Anotipa Mutemo,+Jehovha ndiye Mambo wedu;+Ndiye achatiponesa.+