Jeremiya 10:5 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 5 Haigoni kutaura kungofanana nedukununu rekutyisidzira shiri mumunda wemagaka;+Inotoita zvekutakurwa nekuti haigoni kufamba.+ Musaitya nekuti haikuvadzi,Kana kuita chero chinhu chakanaka.”+
5 Haigoni kutaura kungofanana nedukununu rekutyisidzira shiri mumunda wemagaka;+Inotoita zvekutakurwa nekuti haigoni kufamba.+ Musaitya nekuti haikuvadzi,Kana kuita chero chinhu chakanaka.”+